Search

WEBSITE SEARCH

To search our database catalog and museum collection see "Collections." 

Search
Close this search box.

Kwete kuita sehofori yemukurumbira yekumaGiriki
Ine mibhadha yemakumbo anokunda akatanyangira iyi nyika neiyo nyika
Pano pamagedhe ekudoka kwaro zuva akatsvairwa negungwa pachamira
Mudzimai weumhare akabata tochi, rimi remoto rayo
Imheni iri muchizarira, uye zita rake
Mai vevapoteri.  Kubva murowoko rwake rwakabata zhenje
Munopenya kutambirwa kwevose kubva kumativi mana epasi rino;
Maziso ake akaneterera anorayira
Chiteshi chezambuko remhepo chakakombwa nemaguta maviri
“Chengetedzai, nyika yamadzitageguru, nengano dzinoshamisa!”
Anoshevedzera nemiromo inyerere.  ’Hunzai vakaneta venyu, varombo venyu,
veruzhinji venyu vakagumbatirana vachishuvira kufema kwakasununguka,
Varwere vakaraswa vazere kumahombekombe ehupenyu
Tumirai kwandiri vakadai, vasina pekugara, vaneta nekutambudzika
Ndinosimudza mwenje padivi pesuwo rendarama.”